Celebrity News

Mukadzi Angazive Sei Kuti Anonaka PaBonde

Mukadzi wese ane shungu dzekuziva kuti nhengo yake inonaka here asi oshaya wekubvunza. 

Chiripo ndechekuti kunaka kwemukadzi kuri pakudziya kwenhengo nepakukwanisa kusunga nhengo yemurume nemuscle yatinoti PC muscle. PC muscle ndiyo inoita kuti nhengo yemukadzi inzi iri tight.

Ungazive sei kuti nhengo iri tight?

1. Pinza zvigunwe zviviri zvakachena munhengo yako wosunga nhengo seuri kumisa weti. Chipinza chigunwe chimwe chete wosunga zvekare. Ukanzwa chigunwe chako chichishinyiwa zvinotoda kurwadza, zvinoreva kuti une nhengo kwayo inonaka chaizvo.
Mukadzi Angazive Sei Kuti Anonaka PaBonde
– Asi ukasanzwa kushinyiwa kwechigunwe, nhengo yakadhamba. Inoda kudzorwa uye inodzoreka pasina mishonga.

Kusimbisa muscle nhengo kuti rive tight:

– Pota uchisunga muscle yenhengo seuri kumisa weti uchiregedza, uchisunga, uchiregedza kakawanda pazuva rega rega.
– Ita izvi usingaite weti. Mushure memasvondo maviri unonzwa mutsauko.
– Gara uchiita izvi nguva dzese.
– Ukawana mukana, dhonza matinji. Anowedzera kudziya kwenhengo yemukadzi.
– Nhengo yemukadzi ikave tight inoita kuti iwe muridzi waro unakirwe nebonde uye ugone kutunda kakawanda pabonde.